Isaya 42:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+ Jeremiya 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Veimba yaIsraeri, ivo, madzimambo avo, machinda avo nevapristi vavo nevaprofita+ vavo vakanyara sokunyara kunoita mbavha painobatwa.+
17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+
26 “Veimba yaIsraeri, ivo, madzimambo avo, machinda avo nevapristi vavo nevaprofita+ vavo vakanyara sokunyara kunoita mbavha painobatwa.+