Jeremiya 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Upfambi hwake hwakavapo nokuda kwokushayiwa hanya kwake, uye akaramba achisvibisa nyika,+ achiita upombwe nematombo nemiti;+ Ezekieri 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Wakavaka nzvimbo yako yakakwirira+ pose panotangira nzira, ukaita kuti runako rwako ruve chinhu chinosemesa,+ ukatambararira makumbo ako kumunhu wose aipfuura,+ ukawanza mabasa ako oupfambi.+
9 Upfambi hwake hwakavapo nokuda kwokushayiwa hanya kwake, uye akaramba achisvibisa nyika,+ achiita upombwe nematombo nemiti;+
25 Wakavaka nzvimbo yako yakakwirira+ pose panotangira nzira, ukaita kuti runako rwako ruve chinhu chinosemesa,+ ukatambararira makumbo ako kumunhu wose aipfuura,+ ukawanza mabasa ako oupfambi.+