Ruka 23:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nokuti, tarirai! mazuva ari kuuya ayo vanhu vachati, ‘Vanofara vakadzi vasingabereki, uye zvibereko zvisina kubereka nemazamu asina kuyamwisa!’+
29 nokuti, tarirai! mazuva ari kuuya ayo vanhu vachati, ‘Vanofara vakadzi vasingabereki, uye zvibereko zvisina kubereka nemazamu asina kuyamwisa!’+