Ezekieri 22:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Vanhu vomunyika vakaronga kubiridzira,+ vakabvuta nougororo,+ vakaitira utsinye anotambudzika nomurombo,+ uye vakabiridzira mutorwa vasingaruramisiri.’+ Mika 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Vane nhamo vaya vanoronga zvakaipa, nevaya vanoita zvinokuvadza vari pamibhedha yavo!+ Vanozviita kwaedza mangwanani,+ nokuti vane simba rokuzviita mumaoko avo.+
29 Vanhu vomunyika vakaronga kubiridzira,+ vakabvuta nougororo,+ vakaitira utsinye anotambudzika nomurombo,+ uye vakabiridzira mutorwa vasingaruramisiri.’+
2 “Vane nhamo vaya vanoronga zvakaipa, nevaya vanoita zvinokuvadza vari pamibhedha yavo!+ Vanozviita kwaedza mangwanani,+ nokuti vane simba rokuzviita mumaoko avo.+