2 Makoronike 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo vakauya muJudha, vakapinda nechisimba, vakatapa zvinhu zvose zvaiva mumba mamambo+ pamwe chete nevanakomana vake nemadzimai ake,+ uye haana kusara kana nomwanakomana mumwe chete kunze kwaJehoahazi,+ mwanakomana wake wegotwe.
17 Naizvozvo vakauya muJudha, vakapinda nechisimba, vakatapa zvinhu zvose zvaiva mumba mamambo+ pamwe chete nevanakomana vake nemadzimai ake,+ uye haana kusara kana nomwanakomana mumwe chete kunze kwaJehoahazi,+ mwanakomana wake wegotwe.