2 Madzimambo 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti iye akanga asina kusiyira Jehoahazi varwi chero vapi zvavo kunze kwevatasvi vemabhiza makumi mashanu nengoro gumi nevarume zviuru gumi vaifamba netsoka,+ nokuti mambo weSiriya akanga avaparadza,+ kuti avaite seguruva riri pari kupurwa.+
7 Nokuti iye akanga asina kusiyira Jehoahazi varwi chero vapi zvavo kunze kwevatasvi vemabhiza makumi mashanu nengoro gumi nevarume zviuru gumi vaifamba netsoka,+ nokuti mambo weSiriya akanga avaparadza,+ kuti avaite seguruva riri pari kupurwa.+