Ruka 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 nokuti nhasi maberekerwa Muponesi,+ uyo ari Kristu Ishe,+ muguta raDhavhidhi.+ Johani 7:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Rugwaro haruna kutaura here kuti Kristu anouya achibva kuvana vaDhavhidhi,+ uye kubva kuBhetrehema+ musha waigara Dhavhidhi?”+
42 Rugwaro haruna kutaura here kuti Kristu anouya achibva kuvana vaDhavhidhi,+ uye kubva kuBhetrehema+ musha waigara Dhavhidhi?”+