Isaya 22:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Wakanga uzere nenyonganyonga, guta risina kugadzikana, taundi rinopembera nomufaro.+ Vanhu vako vakaurayiwa havazi vaya vakaurayiwa nebakatwa, kana vaya vakafira muhondo.+ Isaya 47:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Wakaramba uchiti: “Ndichava Tenzikadzi+ nokusingagumi, nokusingaperi.” Hauna kuisa zvinhu izvi mumwoyo mako; hauna kuyeuka kuguma kwenyaya yacho.+ Nahumi 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Rine nhamo guta rokuteura ropa.+ Rizere nounyengeri nougororo. Harimboregi kupamba!
2 Wakanga uzere nenyonganyonga, guta risina kugadzikana, taundi rinopembera nomufaro.+ Vanhu vako vakaurayiwa havazi vaya vakaurayiwa nebakatwa, kana vaya vakafira muhondo.+
7 Wakaramba uchiti: “Ndichava Tenzikadzi+ nokusingagumi, nokusingaperi.” Hauna kuisa zvinhu izvi mumwoyo mako; hauna kuyeuka kuguma kwenyaya yacho.+