Ezra 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Panguva iyoyo ndipo pakamira basa paimba yaMwari, yaiva muJerusarema; uye rakaramba rakamira kusvikira mugore rechipiri rokutonga kwaDhariyasi+ mambo wePezhiya. Zekariya 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Mumwedzi wechisere mugore rechipiri raDhariyasi,+ shoko raJehovha rakauya kuna Zekariya+ mwanakomana waBherekiya mwanakomana womuprofita Idho,+ richiti:
24 Panguva iyoyo ndipo pakamira basa paimba yaMwari, yaiva muJerusarema; uye rakaramba rakamira kusvikira mugore rechipiri rokutonga kwaDhariyasi+ mambo wePezhiya.
1 Mumwedzi wechisere mugore rechipiri raDhariyasi,+ shoko raJehovha rakauya kuna Zekariya+ mwanakomana waBherekiya mwanakomana womuprofita Idho,+ richiti: