Johani 19:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Asi mumwe wevarwi akadhuvhura rutivi rwake nepfumo,+ uye ropa nemvura zvikabva zvabuda. Johani 19:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Uyezve, rumwe rugwaro runoti: “Vachatarira Iye wavakabvoora.”+ Johani 20:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino akati kuna Tomasi: “Isa munwe wako apa, uone maoko angu, uye pinza ruoko+ rwako murutivi rwangu, urege kuva asingatendi asi utende.” Zvakazarurwa 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tarira! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ose achamuona,+ nevaya vakamubaya;+ uye madzinza ose enyika achazvirova nemhaka yeshungu nokuda kwake.+ Chokwadi, Ameni.
27 Zvino akati kuna Tomasi: “Isa munwe wako apa, uone maoko angu, uye pinza ruoko+ rwako murutivi rwangu, urege kuva asingatendi asi utende.”
7 Tarira! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ose achamuona,+ nevaya vakamubaya;+ uye madzinza ose enyika achazvirova nemhaka yeshungu nokuda kwake.+ Chokwadi, Ameni.