1 Aya ndiwo mashoko aAmosi, aiva mumwe wevanhu vaipfuwa makwai vokuTekoa,+ aakaona pamusoro paIsraeri+ mumazuva aUziya+ mambo waJudha nomumazuva aJerobhoamu+ mwanakomana waJoashi,+ mambo waIsraeri, makore maviri kudengenyeka kwenyika+ kusati kwaitika.