Dheuteronomi 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 uye Arabha naJodhani nomuganhu wacho, kubvira kuKinereti+ kusvikira kugungwa reArabha, Gungwa roMunyu,+ riri mujinga menzvimbo dzakatenuka dzePisga+ nechokunobuda zuva. Ezekieri 47:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Akati kwandiri: “Mvura iyi iri kuenda kunzvimbo iri kumabvazuva uye ichayerera nomuArabha.+ Iyo ichasvika kugungwa.+ Painodirwa mugungwa,+ mvura yaro ichabva yaporeswawo.
17 uye Arabha naJodhani nomuganhu wacho, kubvira kuKinereti+ kusvikira kugungwa reArabha, Gungwa roMunyu,+ riri mujinga menzvimbo dzakatenuka dzePisga+ nechokunobuda zuva.
8 Akati kwandiri: “Mvura iyi iri kuenda kunzvimbo iri kumabvazuva uye ichayerera nomuArabha.+ Iyo ichasvika kugungwa.+ Painodirwa mugungwa,+ mvura yaro ichabva yaporeswawo.