Isaya 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+
10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+