-
Ezekieri 22:26Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
26 Vapristi varo vakaitira mutemo wangu chisimba,+ uye vanoramba vachisvibisa nzvimbo dzangu tsvene.+ Havana kusiyanisa+ chinhu chitsvene nechinhuwo zvacho,+ uye hapana chavakazivisa pamusoro pechinhu chisina kuchena nechakachena,+ vakavanza maziso avo kuti varege kuona masabata angu,+ uye ndakasvibiswa pakati pavo.+
-