Jeremiya 22:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ucharamba uchitonga nokuti uri kukwikwidza nokushandisa misidhari here? Baba vako, havana kudya, vakanwa, vakaruramisira uye vakaita zvakarurama here?+ Ipapo zvakavafambira zvakanaka.+ Johani 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Regai kutonga nezvinooneka kunze, asi tongai nokutonga kwakarurama.”+
15 Ucharamba uchitonga nokuti uri kukwikwidza nokushandisa misidhari here? Baba vako, havana kudya, vakanwa, vakaruramisira uye vakaita zvakarurama here?+ Ipapo zvakavafambira zvakanaka.+