42 Chisikwa chero chipi zvacho chinofamba nedumbu+ uye chisikwa chero chipi zvacho chinofamba nemakumbo ose mana kana kuti nemakumbo mazhinji pazvisikwa zvose zvinofamba zvakawanda, zvinofamba zvakaita gurumwandira panyika, hamufaniri kuzvidya, nokuti izvo chinhu chinosemesa.+