Mako 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Paakanga achifamba murutivi rwegungwa reGarireya akaona Simoni+ naAndreya munun’una waSimoni vachikanda mambure avo mugungwa, nokuti vaiva vabati vehove.+
16 Paakanga achifamba murutivi rwegungwa reGarireya akaona Simoni+ naAndreya munun’una waSimoni vachikanda mambure avo mugungwa, nokuti vaiva vabati vehove.+