Mako 15:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Asi Jesu akashevedzera kwazvo, akabva afa.+ Ruka 23:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Jesu akashevedzera nenzwi guru, akati: “Baba, ndinoisa simba rangu roupenyu mumaoko enyu.”+ Paakanga ataura izvi, akafa.+ Johani 19:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino, paakanga agamuchira waini yakashapa, Jesu akati: “Zvaitika!”+ uye, achikotamisa musoro wake, akabudisa simba rake roupenyu.+
46 Jesu akashevedzera nenzwi guru, akati: “Baba, ndinoisa simba rangu roupenyu mumaoko enyu.”+ Paakanga ataura izvi, akafa.+
30 Zvino, paakanga agamuchira waini yakashapa, Jesu akati: “Zvaitika!”+ uye, achikotamisa musoro wake, akabudisa simba rake roupenyu.+