Jeremiya 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vakachenjera vanyara.+ Vatyiswa uye vachabatwa. Tarirai! Vakaramba shoko raJehovha, kuchenjera kwavo kuripi?+
9 Vakachenjera vanyara.+ Vatyiswa uye vachabatwa. Tarirai! Vakaramba shoko raJehovha, kuchenjera kwavo kuripi?+