Eksodho 29:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ngavadye zvinhu zvakashandiswa pakuyananisa kuti vapiwe simba, kuti vatsveneswe.+ Asi mumwe munhuwo zvake haangazvidyi, nokuti zvinhu zvitsvene.+ Ruka 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+
33 Ngavadye zvinhu zvakashandiswa pakuyananisa kuti vapiwe simba, kuti vatsveneswe.+ Asi mumwe munhuwo zvake haangazvidyi, nokuti zvinhu zvitsvene.+
4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+