1 Samueri 14:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi Jonatani akanga asina kunzwa baba vake pavakapikira vanhu,+ naizvozvo akatambanudza muromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake, akaunyika muzinga rouchi, akadzosa ruoko rwake kumuromo wake, maziso ake akatanga kupenya.+ Zvirevo 24:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; ita kuti uchi hwomumazinga hunotapira huve mumukanwa mako.+
27 Asi Jonatani akanga asina kunzwa baba vake pavakapikira vanhu,+ naizvozvo akatambanudza muromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake, akaunyika muzinga rouchi, akadzosa ruoko rwake kumuromo wake, maziso ake akatanga kupenya.+
13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; ita kuti uchi hwomumazinga hunotapira huve mumukanwa mako.+