Vatongi 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino baba vake vakaramba vachienda kumukadzi wacho, uye Samsoni akaita mabiko ikoko;+ nokuti ndizvo zvaiitwa nemajaya.
10 Zvino baba vake vakaramba vachienda kumukadzi wacho, uye Samsoni akaita mabiko ikoko;+ nokuti ndizvo zvaiitwa nemajaya.