Mateu 14:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi zuva rokuberekwa+ kwaHerodhi parakanga richichengetwa, mwanasikana waHerodhiyasi akatamba ipapo akafadza Herodhi kwazvo,
6 Asi zuva rokuberekwa+ kwaHerodhi parakanga richichengetwa, mwanasikana waHerodhiyasi akatamba ipapo akafadza Herodhi kwazvo,