Revhitiko 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri,+ uti kwavari, ‘Kana mumwe wenyu akauya kuna Jehovha nechinopiwa chezvipfuwo, munofanira kuuya nechinopiwa chenyu chemombe uye chemakwai. Revhitiko 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “‘Zvino kana mweya ukauya nechinopiwa chezviyo+ kuti chive chinopiwa kuna Jehovha, chinopiwa chomunhu wacho chinofanira kuva chefurawa yakatsetseka;+ uye anofanira kudururira mafuta pachiri, oisa zvinonhuhwirira zvichena pachiri.
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri,+ uti kwavari, ‘Kana mumwe wenyu akauya kuna Jehovha nechinopiwa chezvipfuwo, munofanira kuuya nechinopiwa chenyu chemombe uye chemakwai.
2 “‘Zvino kana mweya ukauya nechinopiwa chezviyo+ kuti chive chinopiwa kuna Jehovha, chinopiwa chomunhu wacho chinofanira kuva chefurawa yakatsetseka;+ uye anofanira kudururira mafuta pachiri, oisa zvinonhuhwirira zvichena pachiri.