Mateu 15:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino vose vakadya, vakaguta, uye vakaunganidza zvimedu zvakasara zvikaita matengu manomwe akazara.+
37 Zvino vose vakadya, vakaguta, uye vakaunganidza zvimedu zvakasara zvikaita matengu manomwe akazara.+