RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 18:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Naizvozvo, munhu wose achazvininipisa+ somwana uyu muduku ndiye mukuru kuna vose muumambo hwokumatenga;+

  • Mateu 19:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Zvisinei, Jesu akati: “Regai vana vaduku vari voga, uye regai kuvadzivisa kuuya kwandiri, nokuti umambo hwokumatenga ndohwevakadai.”+

  • Ruka 18:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvisinei, Jesu akashevedza vacheche, achiti: “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musaedza kuvadzivisa. Nokuti umambo hwaMwari ndohwevakadai.+

  • 1 Petro 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 uye, sevacheche+ vachangobva kuberekwa, pangai mukaka+ usina kushatiswa weshoko raMwari, kuti mukure nawo muzoponeswa,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe