Mateu 18:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukasatendeuka mova sevana vaduku,+ hamungambopindi muumambo hwokumatenga.+ Ruka 18:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chokwadi ndinoti kwamuri, Munhu wose asingagamuchiri umambo hwaMwari somwana muduku haazombopindi mahuri.”+
3 akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukasatendeuka mova sevana vaduku,+ hamungambopindi muumambo hwokumatenga.+
17 Chokwadi ndinoti kwamuri, Munhu wose asingagamuchiri umambo hwaMwari somwana muduku haazombopindi mahuri.”+