VaRoma 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ipai vose zvakavakodzera, kune anorayira mutero, mutero;+ kune anorayira muripo, muripo; kune anorayira kutyiwa, kutyiwa+ kwakadaro; kune anorayira kukudzwa, kukudzwa+ kwakadaro. Tito 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ramba uchivayeuchidza kuti vazviise pasi+ uye kuti vateerere hurumende nevanhu vane masimba sevatongi,+ kuti vave vakagadzirira kuita mabasa ose akanaka,+ 1 Petro 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zviisei pasi+ pechinhu chose chakaitwa nomunhu+ nokuda kwaShe: angava mambo+ somukuru
7 Ipai vose zvakavakodzera, kune anorayira mutero, mutero;+ kune anorayira muripo, muripo; kune anorayira kutyiwa, kutyiwa+ kwakadaro; kune anorayira kukudzwa, kukudzwa+ kwakadaro.
3 Ramba uchivayeuchidza kuti vazviise pasi+ uye kuti vateerere hurumende nevanhu vane masimba sevatongi,+ kuti vave vakagadzirira kuita mabasa ose akanaka,+