Mako 9:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvisinei, vakanga vasinganzwisisi mashoko acho, uye vaitya kumubvunza.+ Johani 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jesu akataura kwavari muenzaniso uyu; asi ivo havana kuziva chairehwa nezvinhu zvaakanga achitaura kwavari.+
6 Jesu akataura kwavari muenzaniso uyu; asi ivo havana kuziva chairehwa nezvinhu zvaakanga achitaura kwavari.+