Zvakazarurwa 19:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino ngirozi yacho yakandiudza kuti: “Nyora, kuti: Vanofara vaya vakakokwa+ kuzvokudya zvemanheru zvokuroora kweGwayana.”+ Uyewo, yakandiudza kuti: “Aya ndiwo mashoko echokwadi aMwari.”+
9 Zvino ngirozi yacho yakandiudza kuti: “Nyora, kuti: Vanofara vaya vakakokwa+ kuzvokudya zvemanheru zvokuroora kweGwayana.”+ Uyewo, yakandiudza kuti: “Aya ndiwo mashoko echokwadi aMwari.”+