VaHebheru 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 asi zvinongova nechokuita nezvokudya+ nezvokunwa+ norubhabhatidzo rwakasiyana-siyana.+ Zvakanga zviri zvinodiwa nomutemo pamusoro penyama+ uye zvakaiswa kusvikira panguva yakatarwa yokururamisa zvinhu.+
10 asi zvinongova nechokuita nezvokudya+ nezvokunwa+ norubhabhatidzo rwakasiyana-siyana.+ Zvakanga zviri zvinodiwa nomutemo pamusoro penyama+ uye zvakaiswa kusvikira panguva yakatarwa yokururamisa zvinhu.+