Mabasa 10:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 kwete nevanhu vose, asi nezvapupu zvakafanogadzwa naMwari,+ isu vacho, takadya nokunwa naye+ pashure pokunge amutswa kubva kuvakafa.
41 kwete nevanhu vose, asi nezvapupu zvakafanogadzwa naMwari,+ isu vacho, takadya nokunwa naye+ pashure pokunge amutswa kubva kuvakafa.