Jeremiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Ndakakuziva+ ndisati ndakuumba mudumbu,+ uye ndakakutsaura usati wabuda muchibereko.+ Ndakakuita muprofita kumarudzi.” VaRoma 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 nokuti pavakanga vasati vaberekwa uyewo vasati vaita kana chinhu chakanaka kana chakaipa,+ kuti chinangwa chaMwari pamusoro pokusarudza chirambe chiri pana Iye anodana,+ kwete pamabasa, VaGaratiya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi Mwari, iye akandiparadzanisa nedumbu raamai vangu paakandidana+ nomutsa wake usina kukodzera kuwanwa,+ akafunga kuti zvakanaka
5 “Ndakakuziva+ ndisati ndakuumba mudumbu,+ uye ndakakutsaura usati wabuda muchibereko.+ Ndakakuita muprofita kumarudzi.”
11 nokuti pavakanga vasati vaberekwa uyewo vasati vaita kana chinhu chakanaka kana chakaipa,+ kuti chinangwa chaMwari pamusoro pokusarudza chirambe chiri pana Iye anodana,+ kwete pamabasa,
15 Asi Mwari, iye akandiparadzanisa nedumbu raamai vangu paakandidana+ nomutsa wake usina kukodzera kuwanwa,+ akafunga kuti zvakanaka