RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 8:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Asi ava manheru, vanhu vakauya kwaari nevanhu vazhinji vaiva nemadhimoni; uye akadzinga midzimu yacho neshoko, akarapa vose vakanga vachinetseka;

  • Mako 1:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Ava manheru, zuva parakanga ravira, vanhu vakatanga kuuya kwaari navose vakanga vachirwara+ nevaya vaiva nemadhimoni;+

  • Mabasa 28:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Pashure pokunge izvi zvaitika, vanhu vose vakanga vaine zvirwere pachitsuwa ichi vakatangawo kuuya kwaari, vachirapwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe