Mako 1:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Naizvozvo akarapa vazhinji vakanga vachirwara nezvirwere zvakasiyana-siyana,+ uye akadzinga madhimoni mazhinji, asi aisabvumira madhimoni acho kuti ataure, nokuti iwo aimuziva kuti ndiKristu.+
34 Naizvozvo akarapa vazhinji vakanga vachirwara nezvirwere zvakasiyana-siyana,+ uye akadzinga madhimoni mazhinji, asi aisabvumira madhimoni acho kuti ataure, nokuti iwo aimuziva kuti ndiKristu.+