1 VaKorinde 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+ 1 Petro 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kubvunzisisa nokunyatsoongorora+ pamusoro pokuponeswa ikoku zvakaitwa nevaprofita avo vakaprofita+ pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa wamakaitirwa.+
9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+
10 Kubvunzisisa nokunyatsoongorora+ pamusoro pokuponeswa ikoku zvakaitwa nevaprofita avo vakaprofita+ pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa wamakaitirwa.+