Johani 14:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Manzwa ndichiti kwamuri, Ndiri kuenda uye ndichadzoka kwamuri. Kudai maindida, maizofara kuti ndiri kuenda kuna Baba, nokuti Baba vakuru+ kwandiri. Johani 16:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ndakabva kuna Baba ndikauya munyika. Uyezve, ndiri kubva munyika uye ndiri kuenda kuna Baba.”+
28 Manzwa ndichiti kwamuri, Ndiri kuenda uye ndichadzoka kwamuri. Kudai maindida, maizofara kuti ndiri kuenda kuna Baba, nokuti Baba vakuru+ kwandiri.