Mabasa 19:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.”
4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.”