Mateu 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Jesu akabva ati kumukuru weuto: “Enda. Zvawatenda, saka ngazviitike nokuda kwako.”+ Mushandirume wacho akaporeswa muawa iyoyo. Mako 7:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Iye akati kwaari: “Nokuti wataura izvi, chienda; dhimoni rabuda mumwanasikana wako.”+
13 Jesu akabva ati kumukuru weuto: “Enda. Zvawatenda, saka ngazviitike nokuda kwako.”+ Mushandirume wacho akaporeswa muawa iyoyo.