-
Johani 1:38Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
38 Jesu akabva atendeuka uye, paakavaona vachitevera, akati kwavari: “Muri kutsvakei?” Ivo vakati kwaari: “Rabhi, (zvinoreva kuti, Mudzidzisi, kana zvashandurwa,) muri kugara kupi?”
-