Mika 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Achamira, ofudza makwai nesimba raJehovha,+ noukuru hwezita raJehovha Mwari wake.+ Vacharamba vachigara vakachengeteka,+ nokuti zvino iye achava mukuru kusvikira kumigumo yenyika.+ Johani 11:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Naizvozvo vapristi vakuru nevaFarisi vakaunganidza Sanihedrini,+ vakatanga kuti: “Toitei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvizhinji?+
4 “Achamira, ofudza makwai nesimba raJehovha,+ noukuru hwezita raJehovha Mwari wake.+ Vacharamba vachigara vakachengeteka,+ nokuti zvino iye achava mukuru kusvikira kumigumo yenyika.+
47 Naizvozvo vapristi vakuru nevaFarisi vakaunganidza Sanihedrini,+ vakatanga kuti: “Toitei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvizhinji?+