Johani 10:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 VaJudha vakanhongazve matombo kuti vamuteme.+ Johani 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vadzidzi vakati kwaari: “Rabhi,+ nguva ichangobva kupfuura vanhu vomuJudhiya vakanga vachitsvaka kukutemai nematombo,+ zvino mava kuenda ikoko zvakare here?”
8 Vadzidzi vakati kwaari: “Rabhi,+ nguva ichangobva kupfuura vanhu vomuJudhiya vakanga vachitsvaka kukutemai nematombo,+ zvino mava kuenda ikoko zvakare here?”