Ruka 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo akaswedera pedyo, akabata hwanyanza, vakanga vakatakura vakamira, iye akati: “Jaya, ndinoti kwauri, Muka!”+
14 Naizvozvo akaswedera pedyo, akabata hwanyanza, vakanga vakatakura vakamira, iye akati: “Jaya, ndinoti kwauri, Muka!”+