Johani 6:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvinhu zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye anouya kwandiri handizombomudzingi;+