Mabasa 20:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Aiperekedzwa naSopata+ mwanakomana waPairasi wokuBheriya, Aristako+ naSekundo vokuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimoti,+ naTikiko+ naTrofimo+ vokuruwa rweEzhiya. VaKorose 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Aristako+ musungwa pamwe chete neni anokukwazisai, uye Mako+ hama yaBhanabhasi, (wamakarayirwa kuti mumugamuchire+ kana akazouya kwamuri,) anokukwazisaiwo Firimoni 24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye Mako, Aristako,+ Dhemasi,+ naRuka, vashandi pamwe chete neni vanokukwazisawo.
4 Aiperekedzwa naSopata+ mwanakomana waPairasi wokuBheriya, Aristako+ naSekundo vokuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimoti,+ naTikiko+ naTrofimo+ vokuruwa rweEzhiya.
10 Aristako+ musungwa pamwe chete neni anokukwazisai, uye Mako+ hama yaBhanabhasi, (wamakarayirwa kuti mumugamuchire+ kana akazouya kwamuri,) anokukwazisaiwo