Revhitiko 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu uyo anobata mhuka kana kuti shiri inodyiwa paanenge achivhima, anofanira kudurura ropa+ rayo orifukidza neguruva.+
13 “‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu uyo anobata mhuka kana kuti shiri inodyiwa paanenge achivhima, anofanira kudurura ropa+ rayo orifukidza neguruva.+