Revhitiko 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Musaita zvisina kururama pakutonga. Usasarura akaderera,+ uye usada munhu mukuru.+ Unofanira kutonga mumwe wako zvakarurama.
15 “‘Musaita zvisina kururama pakutonga. Usasarura akaderera,+ uye usada munhu mukuru.+ Unofanira kutonga mumwe wako zvakarurama.