Ruka 1:77 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 77 kuti upe vanhu vake zivo inoponesa nokukanganwirwa zvivi zvavo,+ 1 Johani 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munozivawo kuti Jesu akaratidzwa pachena kuti abvise zvivi zvedu,+ uye maari hamuna chivi.+