Mabasa 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pashure pokunge afunga nezvazvo, akaenda kumba kwaMariya amai vaJohani ainzi Mako,+ kwakanga kwakaungana vanhu vazhinji vachinyengetera.
12 Pashure pokunge afunga nezvazvo, akaenda kumba kwaMariya amai vaJohani ainzi Mako,+ kwakanga kwakaungana vanhu vazhinji vachinyengetera.