Mabasa 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino mumazuva iwaya, vadzidzi pavakanga vachiwedzera, vaJudha vaitaura chiGiriki+ vakagunun’unira vaJudha vaitaura chiHebheru, nokuti chirikadzi dzavo dzakanga dzichidarikwa pakugoverwa kwezvokudya kwezuva nezuva.+
6 Zvino mumazuva iwaya, vadzidzi pavakanga vachiwedzera, vaJudha vaitaura chiGiriki+ vakagunun’unira vaJudha vaitaura chiHebheru, nokuti chirikadzi dzavo dzakanga dzichidarikwa pakugoverwa kwezvokudya kwezuva nezuva.+